Kwauyiwa Ep 03

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 12 апр 2025
  • Mukwasha apinda busy!

Комментарии • 476

  • @mrpmacheke3364
    @mrpmacheke3364 3 года назад +150

    Ukaita Tsano vanenge ava ha unenge uri pama1, apa sister yacho kutobvuma wena ummmm. Kana wanakirwa seni ingosiya like👍

    • @kavhileni
      @kavhileni 3 года назад +1

      Dj Ndonyo my brother ndibatsirewo kusvika mu 920 SUBSCRIBERS neku SUBSCRIBER pangu may God 🙏 bless you my bro Dj

    • @ZIM-UPDATES
      @ZIM-UPDATES 3 года назад

      ruclips.net/video/K9Wq2x1nF7Q/видео.html

    • @mrpmacheke3364
      @mrpmacheke3364 3 года назад +1

      @@kavhileni ndaita zvido zvako

    • @mrpmacheke3364
      @mrpmacheke3364 3 года назад

      comedy mave nemari motikangamwa😛

    • @septimmedia9144
      @septimmedia9144 3 года назад

      Unenge uchichekereswa kkkkkkkkkk

  • @joymafukidze6297
    @joymafukidze6297 3 года назад +81

    Vanotapirirwao nekakuita kanoitwa na BaJoe&mai Joe let's gather together here 👍👌

  • @paddymukotosi9939
    @paddymukotosi9939 3 года назад +47

    You guys are natural, the way you complement one another regardless of the varied roles you play in different scripts makes you true champions of drama in Zim.

  • @edmorepanashe7229
    @edmorepanashe7229 3 года назад +1

    Haaaa kana uri Hama ya Nijo unenge uri pama1

  • @shepherdmusakaruka6636
    @shepherdmusakaruka6636 3 года назад +60

    😂 😂 😂 21 days just a month or 2 months....... What's this Ninjo kkkkkk

    • @rapnation1998
      @rapnation1998 3 года назад

      ruclips.net/video/UPs6Z9cSDmE/видео.html

    • @Anesu007
      @Anesu007 2 года назад

      Dead!!!! Lol

  • @mcdonaldkaronga3583
    @mcdonaldkaronga3583 3 года назад +61

    Ninjo and Patricia you are natural, keep it up

    • @kavhileni
      @kavhileni 3 года назад +1

      Mcdonald Karonga my brother ndibatsirewo kusvika mu 920 SUBSCRIBERS neku SUBSCRIBER pangu may God 🙏 bless you my brother McDonald

    • @titustapiwamusoko8999
      @titustapiwamusoko8999 3 года назад +1

      Haurevi nhema

    • @kavhileni
      @kavhileni 3 года назад +1

      @@titustapiwamusoko8999 my bro ndibatsirewo kusvika mu 920 SUBSCRIBERS neku SUBSCRIBER pangu may God 🙏 bless you my bro

    • @nyariegannet1
      @nyariegannet1 3 года назад +1

      Kkkkk vanhu vaviri ava ka dai vakarorana paibuda njodzi

    • @ZIM-UPDATES
      @ZIM-UPDATES 3 года назад +1

      ruclips.net/video/K9Wq2x1nF7Q/видео.html

  • @askdrtalentonline3234
    @askdrtalentonline3234 3 года назад

    Kakuzevezera Kari 100% perfect kuita vanhu be DOTKOM..... Latest

  • @scottzvidzo5564
    @scottzvidzo5564 3 года назад +2

    4:25 hanzi just a few days maybe dzikaita 21days , just a month or two 😂😂😂

  • @fidelischapoterera6730
    @fidelischapoterera6730 3 года назад +14

    Took long to open because had to let adverts flow first. The only kind payment gesture l took from Nijo.....

    • @rapnation1998
      @rapnation1998 3 года назад

      ruclips.net/video/UPs6Z9cSDmE/видео.html

  • @danielmugadziwa4271
    @danielmugadziwa4271 3 года назад +3

    21 days, just a month or two kkkkkk achingowedzerwa madays acho, muchapedzisira maita gore.

  • @MhofuHoldings04
    @MhofuHoldings04 3 года назад +1

    Kkkk iyeye first born wacho ndiye atova mubereki

  • @marshallmagorimbo2806
    @marshallmagorimbo2806 3 года назад +5

    Hanzi iwewe ndiwe mwana waamai vangu ndafunga kuti ndakukuremedza🤣🤣🤣🤣🤣🤣hakuna hanzvadzi yakadai

    • @kavhileni
      @kavhileni 3 года назад +1

      Marshall Magorimbo my brother ndibatsirewo kusvika mu 920 SUBSCRIBERS neku SUBSCRIBER pangu may God 🙏 bless you my bro marshall

  • @animedraws8781
    @animedraws8781 3 года назад +16

    Natural, Clean,comedy 👏👏👏! Munogona guys

  • @mildredzinhema1123
    @mildredzinhema1123 3 года назад +4

    iyo team ye⚽kuuya kuzogara pamaba pemukuwasha i feel for you mukuwasha

    • @thandiraps3566
      @thandiraps3566 3 года назад

      ruclips.net/video/UPs6Z9cSDmE/видео.html

  • @pgpjulie1023
    @pgpjulie1023 3 года назад

    Muri kutigonera👏👏👏✅🌟🔥

  • @ALPHA-m2z
    @ALPHA-m2z 3 года назад

    Mkoma Nijo😁😁😁

  • @kudakwashemanyuchi4434
    @kudakwashemanyuchi4434 3 года назад

    Kkkk Patricha is definition of loyalty. Chero murume akaita benzi

  • @nyaradzomarozva5715
    @nyaradzomarozva5715 3 года назад

    I like kasmiling kaGamu hawuzvione kt agumbuka 👍

  • @nigelltung
    @nigelltung 3 года назад +15

    Nigel na Patricha do you know that you make me laugh on a weekly basis. Ndimi mega guys........

    • @rapnation1998
      @rapnation1998 3 года назад

      ruclips.net/video/UPs6Z9cSDmE/видео.html

  • @mpinir
    @mpinir 3 года назад

    Yeah mukwasha ndiye ari pama one

  • @eugeniakapisa2466
    @eugeniakapisa2466 3 года назад

    Katsano hakana chinhu😂😂😂

  • @mrpmacheke3364
    @mrpmacheke3364 3 года назад +22

    Vana 12🤣🤣🤣 vanochengetana ikoko kkkkkk

  • @hughmandara2070
    @hughmandara2070 3 года назад +1

    Mai Joe hands up makaipa plus baJoe vacho vanozozvinyanya vakuda kumamiswa

  • @worldclass1219
    @worldclass1219 3 года назад +2

    Ava ndivo vanechimuti so far 😀😀😀

  • @sharonkimberly-kb
    @sharonkimberly-kb 3 года назад +2

    Tsano vakutoda kugara zvegore🤣🤣🤣🤣🤣 aaaah

  • @elishazvenyika
    @elishazvenyika 3 года назад

    madiro anookuita. Nigel u ar the best...

  • @Kyrgzstrr
    @Kyrgzstrr 3 года назад +16

    The last part (kugara indefinitely and kunotora vana) makes me think kuti Nijo ari kurota 😂😂😂😂next episode inotanga achipepuka from this dream

  • @rosemaseva4464
    @rosemaseva4464 3 года назад +4

    You guys are super talented, you are very natural 🔥🔥🔥🔥🔥

  • @ApyGuild
    @ApyGuild 3 года назад +38

    Wese anoti 2030 vaenzi ava vanenge vachipo simudza maoko mudenga uungane pano 👋🏾

  • @priscillamashangu8961
    @priscillamashangu8961 3 года назад +2

    Kurara paharare chaipo pasi lol
    You never disappoint guys

  • @innocentmash6787
    @innocentmash6787 3 года назад +6

    Smile ya gamu inondipedza mafuta 💥💥

  • @jarlady8241
    @jarlady8241 3 года назад +3

    Nijo always on point kautsotsi kako kanondinakidza

    • @elishazvenyika
      @elishazvenyika 3 года назад

      Nijo kuseri. I think ane chipo paku tsotsa Heinz futi kna achida hake hauibudi nyaya yacho. kkk

  • @mildredmukiyasi4274
    @mildredmukiyasi4274 3 года назад +3

    Kkkkkk haaa mkadzi akutobvumirawo asi deep deep akurwadziwa akutonyara kkkkkk

  • @brendachihuri626
    @brendachihuri626 3 года назад

    Kkkkk iyi kapuru iyi ka 🤣🤣🤣🙌ayisarenda

  • @missbrownskin
    @missbrownskin 3 года назад +2

    Pamba pehanzvadzi ndepako here nhai akomana 😂😂

  • @Eliphasmasuka
    @Eliphasmasuka 3 года назад +12

    A group of imperfect people living in this situation in which stress is what the world can gaurantee working together and producing the best, atleast on a weekly basis is something beyond cooperation or human intelligence. Keep it up to every1 involved may you continue to shine. Thank you to everyone involved

    • @thaslickpastor
      @thaslickpastor  3 года назад +2

      Much appreciated . God bless 🙏🏼

    • @Eliphasmasuka
      @Eliphasmasuka 3 года назад

      @@thaslickpastor Thank you so much.

  • @davidmazanga4446
    @davidmazanga4446 3 года назад

    Team iri rinopedza masports bravo

  • @enockchimbwanda6211
    @enockchimbwanda6211 3 года назад +3

    😂😂😂 chirikupisa

  • @noxblablabla136
    @noxblablabla136 3 года назад +1

    Nigel ka smile kako akoka, ndekechitsosti 😅😅😅😅😅😅

  • @Godschosenone-sq4qk
    @Godschosenone-sq4qk 3 года назад +5

    Baba Joe namai Joe 😄😝You're so talented guys, I love you

    • @rapnation1998
      @rapnation1998 3 года назад

      ruclips.net/video/UPs6Z9cSDmE/видео.html

  • @sandranqwababa7943
    @sandranqwababa7943 3 года назад

    Kkkkkkkkkkkkk nijo kaaaaaaa aaaah hanzi hakuna kwaunoenda

  • @mrpmacheke3364
    @mrpmacheke3364 3 года назад +2

    Kkkkkk hanzi hauna kurara zvakanaka here 🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @Rumbidzai-rq6gx
    @Rumbidzai-rq6gx Год назад

    VERY INTERESTING 🎉🎉🎉🎉🎉 👌👌👌👌

  • @tafadzwatigere8515
    @tafadzwatigere8515 2 года назад

    u guys makanyanya kkkkk very talented combinasltion elite

  • @mirriammafoti6360
    @mirriammafoti6360 3 года назад +1

    Haaas Nigel ndakutadza hangu kkkkkkk

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope1532 3 года назад +1

    Baba namai Joe ma1.🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣hanzi mapillow

  • @kudzaimunez7364
    @kudzaimunez7364 3 года назад +2

    Vana twerufu 🤣🤣 nijo

  • @cynthiapasi
    @cynthiapasi 3 года назад +1

    Ummm tsano vanozvimbira shem..🤣💦I love him regardless💯

  • @oziusmahere625
    @oziusmahere625 3 года назад +1

    Iwe Gamu ucharambiswa nemurume nekuteerera Nijo musoro bhangu uyu 🤣🤣🤣

  • @twentyninety4152
    @twentyninety4152 3 года назад +6

    Hama yemukadzi, ndo ma one manje....anoita zvaanoda

  • @libertyngoma4085
    @libertyngoma4085 3 года назад +3

    Kkkk tsano itai muchibva makuzvinyanya kkkk muchazoita zvekudzingwa 🤣🤣🤣

    • @tsungaimukarati9737
      @tsungaimukarati9737 3 года назад

      @Liberty Ngoma hapana kwavanoenda ava 😂😂😂vakutoti vana vanochengetana vega ikoko

  • @inoquenhamazano8520
    @inoquenhamazano8520 3 года назад

    Kkkkkkk chikwata munondi gonera zvisingaiti ngazviende mberi

  • @milidzindlovu962
    @milidzindlovu962 3 года назад +1

    Baba Joe na Mai Joe ka munondiitira

  • @kundaikamgombwe5548
    @kundaikamgombwe5548 3 года назад

    Kkkkkk haaa Nigel wacho kumberi ndati hanzi chakandifita hre ichi

  • @thembenincube3568
    @thembenincube3568 3 года назад +1

    Kubotora vana 12 vese..yiii

  • @rumbidzaikafurama7128
    @rumbidzaikafurama7128 3 года назад +1

    Vana vangani Baba Joe??????? Kwaaaaaaaadaaabuuu😂😂😂😂

  • @linnychaks8507
    @linnychaks8507 3 года назад +5

    Nijo and Patricia munogona keep it up.

    • @rapnation1998
      @rapnation1998 3 года назад

      ruclips.net/video/UPs6Z9cSDmE/видео.html

  • @malvernjimu56
    @malvernjimu56 3 года назад

    hanzi *apa patinenge tichishanda naye vachandiudza* apa havasat vanzi uchashanda 😅😂😂😂😂😂

  • @violetsango4025
    @violetsango4025 3 года назад

    BaJoe namai Joe hamuna kukwana😂😂😂😂😂😂vana makasiya naani

  • @josephjohnmuraho3608
    @josephjohnmuraho3608 3 года назад +7

    I always comment bfo watching lol these guys they always deliver the best 👌

  • @mrpmacheke3364
    @mrpmacheke3364 3 года назад +3

    Yes nhasi ndini ndatanga ku comment 🤩

  • @patriciachakawatah2787
    @patriciachakawatah2787 3 года назад

    Hezvooooo. Vatete hanzi vana

  • @plaxedesgariyano1241
    @plaxedesgariyano1241 3 года назад

    Mai Joe nababa Joe makumberi yho kunge real

  • @estherjairos8303
    @estherjairos8303 3 года назад

    Kkkk Baba Joe sevakadzi vana kana vakaita chkoro kuwanda totovasuwa kani😀😀😀😀

  • @tatendakwaramba7130
    @tatendakwaramba7130 3 года назад

    Hanzi touya torara pasi paHarare pacho😂😂😂🤝🏽

  • @kudzanaichitete8380
    @kudzanaichitete8380 3 года назад

    Asi baba Jorum kaaaa🤣🤣🤣🤣🤣

  • @archfordnyakudya5205
    @archfordnyakudya5205 3 года назад

    Nigel ma statement ake soo🤣🤣🤣

  • @ZimMixture
    @ZimMixture 3 года назад +5

    Tiripowo pama top ipapo nijo unoita 😅😅

  • @rudotontonrue1796
    @rudotontonrue1796 3 года назад

    Vana vaye vaakuzouya vese vatwerufu amanaaa

  • @oswellmakuvazachitsa7340
    @oswellmakuvazachitsa7340 3 года назад +1

    Akangopinda basa dzingai andoroja. Aaa Tsano ava

  • @emmahgovera8385
    @emmahgovera8385 3 года назад +1

    I love you guys munondiitira hangu ❤

  • @titustapiwamusoko8999
    @titustapiwamusoko8999 3 года назад +1

    Tsan nijo ma1 unenge wangaomerwa heavy alongside sisi vavo haaa unokuvara

  • @emilynjomboro4408
    @emilynjomboro4408 3 года назад

    Ivo sis vacho vanongobvuma zvese iih zvakaomera mkwasha uyo veduwee

  • @nmichelle8279
    @nmichelle8279 3 года назад +5

    "Chinedziya" 🤣🤣

    • @freshvibe2800
      @freshvibe2800 3 года назад

      ruclips.net/video/UPs6Z9cSDmE/видео.html

  • @mutsawashe1369
    @mutsawashe1369 3 года назад

    Sisi vapinzwa busy navahanzvadzi. Kkkkk

  • @trevormwaramba8993
    @trevormwaramba8993 3 года назад +3

    kkkkkk Nijo n Patricia makanyanya sando dzenyu guys

  • @progressmharapara9426
    @progressmharapara9426 3 года назад

    Ava ka ava♥️♥️♥️Malikes chete

  • @mkmagaya
    @mkmagaya 3 года назад

    totongoti dangwe ndomubereki ariko😂😂😂

  • @lydiancube720
    @lydiancube720 3 года назад +4

    Kkkkk u guys you are amazing. Keep it up👏👏

    • @kavhileni
      @kavhileni 3 года назад +1

      Lydia Ncube my sis 🤗 please ndibatsirewo kusvika mu 920 SUBSCRIBERS neku SUBSCRIBER pangu may God 🙏 bless you my sister 🤗

  • @josphinemattymoyo7355
    @josphinemattymoyo7355 3 года назад +3

    😂😂😂hanzi havatitonge....munogona guys🔥🔥🔥🔥🔥

    • @rapnation1998
      @rapnation1998 3 года назад

      ruclips.net/video/UPs6Z9cSDmE/видео.html

  • @positvivemind4064
    @positvivemind4064 3 года назад

    Haaya Nijo unonzwa kunyara chero usipo pascene

  • @pgsgaming4201
    @pgsgaming4201 3 года назад +2

    Guys keep it up ndimi murikurira 💥💥💥

    • @freshvibe2800
      @freshvibe2800 3 года назад

      ruclips.net/video/UPs6Z9cSDmE/видео.html

  • @t.inompofu
    @t.inompofu 3 года назад +1

    Kurara paHarare 😭😂😂😂😂😂

  • @selishaanandpaul3117
    @selishaanandpaul3117 3 года назад

    Kwakauyiwa shuwa 😂😂😂😂

  • @bellindachivizhe473
    @bellindachivizhe473 3 года назад +5

    Hezvooooo mubedroom 😂😂😂😂😂

  • @docriggz9126
    @docriggz9126 2 года назад

    Patirisha wakanaka yowee zvangu

  • @hopetirivavi3406
    @hopetirivavi3406 3 года назад

    Kunenge kwauyiwa zveshuwa kkkkkkkkkkkk

  • @waynechikuvadze8743
    @waynechikuvadze8743 3 года назад

    Kkkkk vanochengetana ikoko asi ariko ma visitors akadai asingazode kudzoka kwavo

  • @ruvarashemarufu3406
    @ruvarashemarufu3406 3 года назад

    Kkkkkkkk nijo nijo nijo nijoooo aaah guys you are so talented

  • @mtn7619
    @mtn7619 3 года назад +2

    mmmmm nyaya iyi inopera mushe here iyi kkkkkkkkk

    • @freshvibe2800
      @freshvibe2800 3 года назад

      ruclips.net/video/UPs6Z9cSDmE/видео.html

  • @farainyagura1693
    @farainyagura1693 3 года назад

    Crazy couple mai joe n ba joe ,,,haaa nijo kuzo besta ne sister yake haa kkk hanzi vana 12 vanochengetana ikoko totongoti first dangwe ndo atowa baba

  • @mildredmasona2170
    @mildredmasona2170 3 года назад

    I wish you get even greater acting platforms munogonesa veduwe

  • @Sheba_316
    @Sheba_316 3 года назад +1

    Vana 12 🤣🤣 vanochengetana ikoko..

  • @ceed9073
    @ceed9073 3 года назад

    Mufaro wekurara pamubhedha 🤣🤣🤣

  • @dbgraphicsandmedia0
    @dbgraphicsandmedia0 3 года назад +1

    Wamuka nguvai kumba kwevanhu kkkkkk

  • @abelnyamadzawo3969
    @abelnyamadzawo3969 3 года назад +4

    Kana pfungwa yekudzokera kumusha ichiripo here apa

    • @melb7197
      @melb7197 3 года назад

      Abhero mhorooo

  • @sandranyereyemhuka6575
    @sandranyereyemhuka6575 3 года назад +5

    You guys are so amazing and talented, its never a dull moment with you

    • @freshvibe2800
      @freshvibe2800 3 года назад

      ruclips.net/video/UPs6Z9cSDmE/видео.html

  • @mrphronesis64
    @mrphronesis64 3 года назад

    Ndakamabatisisa mashoko iwayo

  • @newmanchibango6564
    @newmanchibango6564 3 года назад

    Ba Joe hamus makunyanyira mkwasha here

  • @roxynickel6605
    @roxynickel6605 2 года назад

    Inini ndini ndaakutonyara.. Iye Nijo atori safe zvekudaro...